Genesis 7:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noa wakaŋga aʋa namakore anamazana matanhatu paŋguʋa yokuʋuya kwemvura zhinji panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Noa akanga ava namakore mazana matanhatu okuberekwa panguva yakanaya mvura yamafashamu panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nowa akanga ava namazana matanhatu amakore panguva yakauya mafashamo emvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Noa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika.
Shona 2009?
Nowa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Nowa wakanga ava namakore ana mazana matanhatu panguva yokuuya kwemvura zhinji panyika.