Genesis 7:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisakanaka, neshiri, neɀose ɀinokambaira panyika,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviviri zviviri zvemhuka dzakanaka nedzisina kunaka, zviviri zviviri zveshiri nezvezvisikwa zvose zvinokambaira panyika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisina kunaka, neshiri, nezvose zvinokambaira panyika,
Shona 2009?
Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisina kunaka, neshiri, nezvose zvinoka­mbaira panyika,
Shona SUB 2002 Bible
Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisina kunaka, neshiri, nezvose zvinokambaira panyika,