Genesis 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀakapinda kunaNoa muareka ɀiʋiri‐ɀiʋiri, mukono nehadzi, Mŋari seɀaakaraira Noa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mukono nehadzi, zvakauya kuna Noa ndokupinda muareka, sezvakanga zvarayirwa naMwari kuna Noa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
dziri mbiri mbiri, hono nehadzi, pamwechete nemhando dzose dzeshiri nezvinokambaira nokuzvova napasi sokutaurirwa kwakaitwa Nowa naMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvakapinda kuna Noa muareka zviviri zviviri, mukono nehadzi, Mwari sezvaakaraira Noa.
Shona 2009?
zvakapinda kuna Nowa muareka zviviri zviviri, mukono nehadzi, Mwari sezvaakaraira Nowa.
Shona SUB 2002 Bible
zvakapinda kuna Nowa muareka zviviri zviviri, mukono nehadzi, Mwari sezvaakaraira Nowa.