Genesis 8:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akagara mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa paareka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarindira kwamamwezve mazuva manomwe uye akabudisazve njiva muareka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagara mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya mungarava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akagara mamwe mazuva manomwezve, akabudisazve njiva paareka;
Shona 2009?
Ipapo akagara mamwe mazuva manomwezve, akabudisazve njiva paareka;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akagara mamwe mazuva manomwezve, akabudisazve njiva paareka;