Genesis 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
njiʋa ikapinda kwaari maɗekwana; ʋonei mumuromo mayo makaŋga munorushizha rwomuorivi rwakatanhwa; naiɀoɀo Noa wakaziʋa kuti mvura yakaŋga yaserera panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Njiva yakati yadzokera kwaari panguva yamanheru, onei heyo mumuromo mayo yakaruma shizha nyoro rakatanhwa pamuorivhi! Ipapo Noa akaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava manheru njiva yacho yakadzokera kwaari yakaruma pamuromo wayo shizha nyoro romuorivhi richangobva mukutanhwa. Saka Nowa akaziva kuti mvura yapwa panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
njiva ikapinda kwaari madekwana; onei mumuromo mayo makanga muine rushizha rwomuorivhi rwakatanhwa; naizvozvo Noa wakaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.
Shona 2009?
njiva ikapinda kwaari made­kwana; onei mumuromo mayo makanga muine rushizha rwomuorivhi rwakata­nhwa; naizvozvo Nowa wakaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.
Shona SUB 2002 Bible
njiva ikapinda kwaari madekwana; onei mumuromo mayo makanga muine rushizha rwomuorivhi rwakatanhwa; naizvozvo Nowa wakaziva kuti mvura yakanga yaserera panyika.