Genesis 8:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akagara ɀe mazuʋa manomŋe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa; iyo haina‐kudzokera ɀe kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamirirazve kwamamwe mazuva manomwe uye akabudisazve njiva, asi panguva iyi haina kuzodzoka kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akagarazve mazuva manomwe, akabudisazve njiva; iyo haina kudzokerazve kwaari.
Shona 2009?
Akagarazve mazuva manomwe, akabudisazve njiva; iyo haina kudzokerazve kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Akagarazve mazuva manomwe, akabudisazve njiva; iyo haina kudzokerazve kwaari.