Genesis 8:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomŋedzi wecipiri, nezuʋa ramakumi maʋiri namanomŋe romŋedzi, nyika yakaŋga yawoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva ramakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yaoma kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechimakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yanyatsoti gwa kuoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomwedzi wechipiri, nezuva ramakumi maviri namanomwe romwedzi, nyika yakanga yaoma.
Shona 2009?
Nomwedzi wechipiri, nezuva rama­kumi maviri namanomwe romwedzi, nyika yakanga yaoma.
Shona SUB 2002 Bible
Nomwedzi wechipiri, nezuva ramakumi maviri namanomwe romwedzi, nyika yakanga yaoma.