Genesis 8:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Noa akaɓuɗa, iye naʋanakomana ʋake, nomukadzi wake, naʋakadzi ʋaʋanakomana ʋake pamŋe cete naye;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Noa akabuda, pamwe chete navanakomana vake nomukadzi wake uye navakadzi vavanakomana vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Nowa nomudzimai wake navanakomana vake navaroora vake vakabuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Noa akabuda, iye navanakomana vake, nomukadzi wake, navakadzi vavanakomana vake pamwechete naye;
Shona 2009?
Ipapo Nowa akabuda, iye navanakomana vake, nomukadzi wake, navakadzi vavanakomana vake pamwechete naye;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Nowa akabuda, iye navanakomana vake, nomukadzi wake, navakadzi vavanakomana vake pamwechete naye;