Genesis 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nemhuka dzose, neɀinokambaira ɀose, neshiri dzose, neɀose ɀinofamba panyika, namarudzi aɀo, ɀakaɓuɗa paareka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhuka dzose nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika neshiri dzose, zvinhu zvose zvinofamba panyika, zvakabuda muareka, rudzi ruchitevera rumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nemhuka dzose, nezvinokambaira zvose, neshiri dzose, nezvose zvinofamba panyika, namarudzi azvo, zvakabuda paareka.
Shona 2009?
nemhuka dzose, nezvinokambaira zvose, neshiri dzose, nezvose zvinofamba panyika, namarudzi azvo, zvakabuda paareka.
Shona SUB 2002 Bible
nemhuka dzose, nezvinokambaira zvose, neshiri dzose, nezvose zvinofamba panyika, namarudzi azvo, zvakabuda paareka.