Genesis 8:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
namatsime apakadzika namawindi eɗeŋga akazarirwa, nemvura yakabva kuɗeŋga ikadziʋiswa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvitubu zvepakadzika uye masuo amafashamu okudenga zvakanga zvazarirwa, uye mvura yakanga yaguma kunaya kubva kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
namatsime apakadzika namawindo edenga akazarirwa, nemvura yakabva kudenga ikadziviswa,
Shona 2009?
namatsime apakadzika namahwindo edenga akazarirwa, nemvura yakabva kudenga ikadziviswa,
Shona SUB 2002 Bible
namatsime apakadzika namahwindo edenga akazarirwa, nemvura yakabva kudenga ikadziviswa,