Genesis 8:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa yose yenyika kudɀara nokuceka, kutonhora nokudziya, zhezha necando, masikati noʋusiku haɀiŋgagumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana nyika ichingovapo, nguva dzokudyara nedzokukohwa, kutonhora nokupisa, zhizha nechando, masikati nousiku hazvingatongogumi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana pasi richiripo, mwaka wokudyara nowokukohwa, wokutonhora nowokudziya, wezhizha nowechando, nguva yamasikati nousiku, zvichagara zviripo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva yose yenyika kudyara nokucheka, kutonhora nokudziya, zhizha nechando, masikati nousiku hazvingagumi.”
Shona 2009?
Nguva yose yenyika ku­dzvara nokukohwa, kutonhora nokudziya, munakamwe nechando, masikati nousiku hazvi­ngagumi."
Shona SUB 2002 Bible
Nguva yose yenyika kudyara nokucheka, kutonhora nokudziya, zhizha nechando, masikati nousiku hazvingagumi.”