Genesis 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwamazuva makumi mana, Noa akazarura windo raakanga aita muareka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Noa akazarura windo reareka raakanga aita;
Shona 2009?
Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Nowa akazarura hwindo reareka raakanga aita;
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Nowa akazarura hwindo reareka raakanga aita;