Genesis 8:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi njiʋa haina‐kuwana pokuzorodza rutsoka rwayo, ikadzokera kwaari kuareka, nokuti mvura yakaŋga iri pamsoro penyika yose; akatambanudza ruʋoko rwake, akaitora, akaipinza kwaari muareka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi njiva haina kuwana nzvimbo yokumhara nokuti mvura yakanga iri pose pose; saka yakadzokera kuna Noa muareka. Iye akatambanudza ruoko rwake akadzorera njiva muareka maaiva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi njiva yakashaya pokumhara, ikadzokera kungarava nokuti mvura yakanga ichiripo panyika. Akaburitsa ruoko akaibata ndokuidzosera mungarava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi njiva haina kuwana pokuzorodza rutsoka rwayo, ikadzokera kwaari kuareka, nokuti mvura yakanga iri pamusoro penyika yose; akatambanudza ruoko rwake, akaitora, akaipinza kwaari muareka.
Shona 2009?
asi njiva haina kuwana pokuzorodza rutsoka rwayo, ikadzokera kwaari kuareka, no­kuti mvura yakanga iri pamusoro penyika yose; akatambanudza ruoko rwake, akai­tora, akaipinza kwaari muareka.
Shona SUB 2002 Bible
asi njiva haina kuwana pokuzorodza rutsoka rwayo, ikadzokera kwaari kuareka, nokuti mvura yakanga iri pamusoro penyika yose; akatambanudza ruoko rwake, akaitora, akaipinza kwaari muareka.