Genesis 9:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari wakaropafadza Noa naʋanakomana ʋake, akati kwaʋari: Ƃerekai, muwande, muzadze nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekanai muwande uye muzadze nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika.
Shona 2009?
Zvino Mwari akaropafadza Nowa navanakomana vake, akati kwavari, "Berekai, muwande, muzadze nyika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mwari akaropafadza Nowa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika.