Genesis 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaita suŋgano yaŋgu nemi; ɀose ɀenyama haɀiŋgazopedzwi ɀe nemvura zhinji: mvura zhinji haiŋgazoʋi’po ɀe kuti iparadze nyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kusimbisa sungano yangu newe: Zvipenyu zvose hazvichatongoparadzwizve nemvura yamafashamu; hakuchatongovizve namafashamu okuti aparadze nyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitenderano chandinoita nemi ndechichi chokuti, ‘Handichazomboparadza zvakare zvipenyu zvose namafashamo emvura uye hakuchazovizve namafashamo emvura okuparadza pasi pose.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaita sungano yangu nemi; zvose zvenyama hazvingazopedzwizve nemvura zhinji: mvura zhinji haingazovepozve kuti iparadze nyika.”
Shona 2009?
Ndichaita sungano yangu nemi; zvose zvenyama hazvingazopedzwizve nemvura zhinji: mvura zhinji haingazovepozve kuti iparadze nyika."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaita sungano yangu nemi; zvose zvenyama hazvingazopedzwizve nemvura zhinji: mvura zhinji haingazovepozve kuti iparadze nyika.”