Genesis 9:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akati kunaNoa: Ndico ciratidzo cesuŋgano yandakaita pakati paŋgu neɀose ɀenyama ɀiri panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mwari akati kuna Noa, “Ichi ndicho chiratidzo chesungano yandakasimbisa pakati pangu nezvipenyu zvose zviri panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akati kuna Noa, “Ndicho chiratidzo chesungano yandakaita pakati pangu nezvose zvenyama zviri panyika.”
Shona 2009?
Mwari akati kuna Nowa, "Ndicho chiratidzo chesu­ngano yandakaita pakati pangu nezvose zvenyama zviri panyika."
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akati kuna Nowa, “Ndicho chiratidzo chesungano yandakaita pakati pangu nezvose zvenyama zviri panyika.”