Genesis 9:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaNoa ʋakaɓuɗa muareka ndiʋaʋa: Shemi, naHami, naJafeti; Hami ndiye ɓaɓa ʋaKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaNoa vakabuda muareka vaiva Shemu, Hamu naJafeti. (Hamu akanga ari baba vaKenani.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaNoa vakabuda muareka ndivava: Shemu, naHamu, naJafeti; Hamu ndiye baba vaKenani.
Shona 2009?
Vanakomana vaNowa vakabuda muareka ndivava: Shemu, naHamu, naJafeti; Hamu ndiye baba vaKenani.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaNowa vakabuda muareka ndivava: Shemu, naHamu, naJafeti; Hamu ndiye baba vaKenani.