Genesis 9:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋaʋa ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaNoa; nyika yose yakazadzwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vakanga vari vanakomana vatatu vaNoa, uye kwavari ndiko kwakabva vanhu vakapararira pamusoro penyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo vanakomana vatatu vaNowa. Kwavari ivava ndiko kwakazobva vanhu vose vari panyika pano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivava vakanga vari vanakomana vaNoa; nyika yose yakazadzwa navo.
Shona 2009?
Ndivava vakanga vari vanakomana vaNowa; nyika yose yakazadzwa navo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivava vakanga vari vanakomana vaNowa; nyika yose yakazadzwa navo.