Genesis 9:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akanwa waini, akaɓatwa, akaɀifukura mutente rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati anwa imwe yewaini yawo, akadhakwa uye akavata akashama mutende rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanwa waini akararadza akarara mutendhe rake asina kupfeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akanwa waini, akabatwa, akazvifukura mutende rake.
Shona 2009?
akamwa waini, akabatwa, akazvifukura mutende rake.
Shona SUB 2002 Bible
akanwa waini, akabatwa, akazvifukura mutende rake.