Genesis 9:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Noa akapeŋgenuka pawaini yake, akaziʋa ɀaakaitirwa nomŋanakomana wake muɗuku,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Noa akati amuka kubva pawaini yake uye akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Noa akapengenuka pawaini yake, akaziva zvaakaitirwa nomwanakomana wake muduku,
Shona 2009?
Zvino Nowa akapengenuka pawaini yake, akaziva zvaakaitirwa nomwanako­mana wake muduku,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Nowa akapengenuka pawaini yake, akaziva zvaakaitirwa nomwanakomana wake muduku,