Genesis 9:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Kanani ŋgaatukwe; Ucaʋa muranda waʋaranda kuʋakuru ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati, “Kenani ngaatukwe! Achava muranda wavaranda kuvakuru vake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Kanani ngaawirwe norushambwa, ngaave muranda chaiye wokupedzesera kuvakoma navanun'una vake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Kenani ngaatukwe; achava muranda wavaranda kuvakuru vake.”
Shona 2009?
akati, "Kenani ngaatukwe; achava muranda wavaranda kuvakuru vake."
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Kenani ngaatukwe; achava muranda wavaranda kuvakuru vake.”