Genesis 9:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Jehova Mŋari waShemi ŋgaakudzwe, Kanani ŋgaaʋe muranda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatiwo, “Ngaakudzwe Jehovha, Mwari waShemu! Kenani ngaave muranda waShemu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatiwo, “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari waShemu, Kanani ngaave muranda waShemu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Jehovha Mwari waShemu ngaakudzwe, Kenani ngaave muranda wake.
Shona 2009?
Akati, "Jehovha Mwari waShemu ngaakudzwe, Kenani ngaave muranda wake.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Jehovha Mwari waShemu ngaakudzwe, Kenani ngaave muranda wake.