Genesis 9:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ŋgaakurise Jafeti, Ŋgaagare mumatente aShemi, Kanani ŋgaaʋe muranda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari ngaakurise nyika yaJafeti; Jafeti ngaagare mumatende aShemu, uye Kenani ngaave muranda wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ngaakudziridze Jafeti, ngaagare mumatendhe aShemu, Kanani ave muranda wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari ngaakurise Jafeti, ngaagare mumatende aShemu, Kenani ngaave muranda wake.”
Shona 2009?
Mwari ngaakurise Jafeti, ngaagare mumatende aShemu, Kenani ngaave muranda wake."
Shona SUB 2002 Bible
Mwari ngaakurise Jafeti, ngaagare mumatende aShemu, Kenani ngaave muranda wake.”