Genesis 9:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noa wakagara shure kwemvura zhinji makore anamazana matatu namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwamafashamu, Noa akararama kwamakore mazana matatu namakumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shure kwamafashamo emvura Nowa akagara mazana matatu amakore ana makore makumi mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Noa akagara shure kwemvura zhinji makore ana mazana matatu namakumi mashanu.
Shona 2009?
Nowa akagara shure kwemvura zhinji makore ana mazana matatu namakumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Nowa akagara shure kwemvura zhinji makore ana mazana matatu namakumi mashanu.
Recommended Reading