Genesis 9:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa ose aNoa akaŋga ari mazana mapfumbamŋe namakumi mashanu, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete, Noa akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi mashanu, uye akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ose pamwechete, Nowa akaita makore mazana mapfumbamwe ana makumi mashanu ndokuzofa zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ose aNoa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa.
Shona 2009?
Mazuva ose Nloa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ose aNowa akanga ari mazana mapfumbamwe nemakumi mashanu, akafa.