Habakkuk 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi, munameso akaiȿo‐naka, asiŋgaɗi kutarira ɀakaipa, musiŋgaɗi kuʋona ɀisakarurama, munotaririreiko ʋanonyeŋgera, mucinyarara kana wakashata acimedza wakamupfuʋura nokururama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Meso enyu akachena zvokuti haangatarisi zvakaipa; hamungatenderi zvakaipa. Sei zvino muchitendera vanyengeri? Ko, munonyararirei kana vakaipa vachimedza vanovapfuura mukururama?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maziso enyu akaruramisisisa zvokuti hamufaniri kutarisa zvinhu zvakaipa. Haakwanisi kutarisa kuita kwakatsauka. Munodarirei kungotarisa zvenyu vanhu vasina kutendeka kana iko kunyarara kwenyu muipi achimedza akarurama kupinda iye?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi, muna meso akaisvonaka, asingadi kutarira zvakaipa, musingadi kuona zvisakarurama, munotaririreiko vanonyengera, muchinyarara kana akashata achimedza akamupfuura nokururama;
Shona 2009?
Imi, muna meso akaisvonaka, asingadi kutarira zvakaipa, musingadi kuona zvisakarurama, munotaririreiko vanonyengera, muchinyarara kana akashata achimedza akamupfuura nokururama;
Shona SUB 2002 Bible
Imi, muna meso akaisvonaka, asingadi kutarira zvakaipa, musingadi kuona zvisakarurama, munotaririreiko vanonyengera, muchinyarara kana akashata achimedza akamupfuura nokururama;