Habakkuk 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, ndinomutsa ʋaKardea, rudzi runehasha runopeŋga, ʋanofamba panyika pose, kuti ʋaɀitorere ʋugaro ʋusati ʋuri bgaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kumutsa vaBhabhironi ruya rudzi runo utsinye, rune hasha, runopararira pasi pose kuti rubvute nzvimbo dzokugara dzisiri dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti chiripo ndechichi, kuti ndiri kunyandutsa vaKaridhea, rudzi rwakaipa mwoyo ruya, rudzi rwavanhu akarikiriki vanobvongodza nyika yose kundopamba misha isiyavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tarirai, ndinomutsa vaKaradhea, rudzi rune hasha runopenga, vanofamba panyika pose, kuti vazvitorere ugaro husati huri hwavo.
Shona 2009?
Nokuti tarirai, ndinomutsa vaKaradhea, rudzi rune hasha runopenga, vanofamba panyika pose, kuti vazvitorere ugaro husati huri hwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tarirai, ndinomutsa vaKaradhia, rudzi rune hasha runopenga, vanofamba panyika pose, kuti vazvitorere ugaro husati huri hwavo.