Habakkuk 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanotyisa nokukarudza; kutoŋga kwaʋo nokukudzwa kwaʋo kunobva kwaʋari ʋamene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vanotyisa uye vanovhundukwa; vasina murayiro uye vanongozvitsvakira kukudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanotyisa uye vanodederesa. Kutonga kwavo ndokwomusoro wavo. Ukuru hwavo ndohwokuzvipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanotyisa nokukarudza; kutonga kwavo nokukudzwa kwavo kunobva kwavari vamene.
Shona 2009?
Vanotyisa nokukarudza; kutonga kwavo nokukudzwa kwavo kunobva kwavari vamene.
Shona SUB 2002 Bible
Vanotyisa nokukarudza; kutonga kwavo nokukudzwa kwavo kunobva kwavari vamene.