Habakkuk 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mabiza aʋo ʋo anomhanya acipfuʋura iŋgwe, anehasha kupfuʋura mapere amaɗekwana; ʋataȿi ʋaʋo ʋamabiza ʋanomhanya ʋaciuruka, ɀirokwaɀo ʋataȿi ʋaʋo ʋamabiza ʋanoʋuya ʋacibva kure, ʋanobururuka segondo rinokurumidzira kudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabhiza avo anomhanya kukunda ingwe, anotyisa kukunda mhumhi mumadekwana. Mauto avo amabhiza anomhanya asingadzoki; vatasvi vamabhiza vanobva kure kure. Vanobhururuka segora rinotsvaka kuparadza;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mabhiza avo, kumhanya, mbada dzinosara pasi achityisa kupinda mhumhi dzinofamba usiku varwi vavo vamabhiza vanokakatika vachizvikudza. Heeka, varwi vavo vamabhiza vanobva kure vachibhururuka segondo risingatani kudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mabhiza avowo anomhanya achipfuura ingwe, ane hasha kupfuura mapere amadekwana; vatasvi vavo vamabhiza vanomhanya vachiuruka, zvirokwazvo vatasvi vavo vamabiza vanouya vachibva kure, vanobhururuka segondo rinokurumidzira kudya.
Shona 2009?
"Mabhiza avowo anomhanya achipfuura ingwe, ane hasha kupfuura mapere amadekwana; vatasvi vavo vamabhiza vanomhanya vachiuruka, zvirokwazvo vatasvi vavo vamabiza vanouya vachibva kure, vanobhururuka segondo rinokurumidzira kudya.
Shona SUB 2002 Bible
“Mabhiza avowo anomhanya achipfuura ingwe, ane hasha kupfuura mapere amadekwana; vatasvi vavo vamabhiza vanomhanya vachiuruka, zvirokwazvo vatasvi vavo vamabiza vanouya vachibva kure, vanobhururuka segondo rinokurumidzira kudya.