Habakkuk 2:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, haɀina‐kubva kunaJehova wehondo here kuti ʋanhu ʋaɓatire mŋoto, ʋuye kuti marudzi aʋanhu aɀinetse nokuɗa kweɀisinamaturo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai, hazvina kubva kuna Jehovha Wamasimba Ose here kuti vanhu vanoshandira zvinoparadzwa nomoto, uye kuti marudzi avanhu anongozvinetsa nezvisina maturo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti zvinobva kuna TENZI wehondo nehondo here zvokuti vanhu vanoshingairira zvinhu zvinozopiswa zvazvo nomoto marudzi achizvinetesera pasina?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, hazvina kubva kuna Jehovha wehondo here kuti vanhu vabatire moto, uye kuti marudzi avanhu azvinetse nokuda kwezvisina maturo?
Shona 2009?
Tarirai, hazvina kubva kuna Jehovha wehondo here kuti vanhu vabatire moto, uye kuti marudzi avanhu azvinetse nokuda kwezvisina maturo?
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, hazvina kubva kuna Jehovha wehondo here kuti vanhu vabatire moto, uye kuti marudzi avanhu azvinetse nokuda kwezvisina maturo?