Habakkuk 2:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nyika yose icazadzwa nokuziʋa kubginya kwaJehova, mvura seɀainofukidza pasi peguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti nyika yose ichazadzwa nokuziva kubwinya kwaJehovha, sezvakaita mvura kuzadza kwayakaita gungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti pasi pano pachazara noruzivo rwembiri yaTENZI, sokuzadza kunoita mvura gungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nyika yose ichazadzwa nokuziva kubwinya kwaJehovha, mvura sezvainofukidza pasi pegungwa.
Shona 2009?
Nokuti nyika yose ichazadzwa nokuziva kubwinya kwaJehovha, mvura sezvainofukidza pasi pegungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nyika yose ichazadzwa nokuziva kubwinya kwaJehovha, mvura sezvainofukidza pasi pegungwa.