Habakkuk 2:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unenhamo unopa wokwake ɀinoɓata aɀinwe, unoveŋganisira’mo ʋuturu bgenyu, mucimudakisa ʋo, kuti muʋone kushama kwaʋo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ane nhamo anopa vavakidzani vake zvinodhaka, achizvidurura kubva mumatende ewaini kusvikira vadhakwa, kuti aone kushama kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichamuwana munhu anoraradzisa vamwe vake nomukombe wehasha dzake achivaita kuti vadhakwe kuti avaonerere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ane nhamo anopa wokwake zvinobata azvinwe, anovenganisiramo uturu hwenyu, muchimudhakisawo, kuti muone kushama kwavo!
Shona 2009?
"Ane nhamo anopa wokwake zvinobata azvimwe, anovhenganisiramo uturu bwenyu, muchimudhakisawo, kuti muone kushama kwavo!
Shona SUB 2002 Bible
“Ane nhamo anopa wokwake zvinodhaka azvinwe, anovhenganisiramo uturu hwenyu, muchimudhakisawo, kuti muone kushama kwavo!