Habakkuk 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀakaipa ɀakaitirwa Rebanoni ɀicakufukidzai imi, ʋuye kuparadzwa kweɀipfuwo kwakaɀityisa; nemhaka yeropa raʋanhu, nemhaka yeɀakaipa ɀakaitirwa nyika, neguta, naʋose ʋagere’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kuita nechisimba kwamakaitira Rebhanoni kuchakufukidzai, nokuparadza kwamakaita mhuka kuchakutyisai. Nokuti makateura ropa ravanhu; makaparadza nyika namaguta navose vakanga vageremo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Utsinye hwawakaita kuRebhanoni huchakupfukira, kuparadza kwawakaita mhuka kuchakutyisa, pamusana pokudeura ropa ravanhu noutsinye hwawakaita pasi pano kumaguta nokuvagari vemo vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvakaipa zvakaitirwa Rebhanoni zvichakufukidzai imi, uye kuparadzwa kwezvipfuwo kwakazvityisa; nemhaka yeropa ravanhu, nemhaka yezvakaipa zvakaitirwa nyika, neguta, navose vageremo.
Shona 2009?
Nokuti zvakaipa zvakaitirwa Rebhanoni zvichakufukidzai imi, uye kuparadzwa kwezvipfuwo kwakazvityisa; nemhaka yeropa ravanhu, nemhaka yezvakaipa zvakaitirwa nyika, neguta, navose vageremo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvakaipa zvakaitirwa Rebhanoni zvichakufukidzai imi, uye kuparadzwa kwezvipfuwo kwakazvityisa; nemhaka yeropa ravanhu, nemhaka yezvakaipa zvakaitirwa nyika, neguta, navose vageremo.