Habakkuk 2:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, mŋeya waʋo unamanyawi, hauna‐kururama mukati maʋo; asi wakarurama ucararama nokutenda kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tarira, ana manyawi; zvido zvake hazvina kururama, asi akarurama achararama nokutenda kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwa, ‘Munhu ane mwoyo usina kururama munhu iyeyo achakundikana asi akarurama achararama nokutendeseka kwake.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, mweya wavo una manyawi, hauna kururama mukati mavo; asi akarurama achararama nokutenda kwake.
Shona 2009?
Tarirai, mweya wavo una manyawi, hauna kururama mukati mavo; asi akarurama achararama nokutenda kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, mweya wavo una manyawi, hauna kururama mukati mavo; asi akarurama achararama nokutenda kwake.