Habakkuk 2:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ɀe, ɀirokwaɀo, waini inonyeŋgera, murume unoɀikudza, usiŋgagari kumba kwake, wakashamisa kukara kwake seSheori, wakafanana norufu; haaŋgaguti, asi unoɀiʋuŋganidzira marudzi ose, unoɀikokerera marudzi ose aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, waini inomupandukira; anozvikudza uye haazombozorori. Nokuti anokara sezvinoita guva (Sheori) uye sorufu haaguti, anozviunganidzira ndudzi dzose uye anotapa marudzi ose avanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo upfumi hunonyengedza, anozvitutumadza haaregi kurangwa. Makaro ake aanawo inzvimbo yakapamhamha seyavachakabvu, sorufu haambofa akati ndaguta. Anozvikokorodzera ndudzi dzavanhu dzose achizviunganidzira marudzi avanhu ose kuaita ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“ ‘Uyezve, zvirokwazvo, waini inonyengera, murume anozvikudza, asingagari kumba kwake, akashamisa kukara kwake seSheori, akafanana norufu; haangaguti, asi anozviunganidzira marudzi ose, unozvikokerera marudzi ose avanhu.’
Shona 2009?
Uyezve, zvirokwazvo, waini inonyengera, murume anozvikudza, asingagari kumba kwake, akashamisa kukara kwake seSheori, akafanana norufu; haangaguti, asi anozviunganidzira marudzi ose, unozvikokerera marudzi ose avanhu.'
Shona SUB 2002 Bible
“ ‘Uyezve, zvirokwazvo, waini inonyengera, murume anozvikudza, asingagari kumba kwake, akashamisa kukara kwake seSheori, akafanana norufu; haangaguti, asi anozviunganidzira marudzi ose, unozvikokerera marudzi ose avanhu.’