Habakkuk 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unenhamo unoɀiwanira imba yake fuma yakaipa, kuti aise ɗendere rake kwakakwirira, kuti arwirwe paruʋoko rweɀakaipa!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ane nhamo anovaka umambo hwake nepfuma yakabiwa achivaka dendere rake pakakwirira, kuti apukunyuke panjodzi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichamuwana munhu anowanira imba yake zvinhu nenzira yakaipa kuti azvivakire dendere rake pamusoro kuti arege kusvikwa nezvinokuvadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ane nhamo unozviwanira imba yake pfuma yakaipa, kuti aise dendere rake kwakakwirira, kuti arwirwe paruoko rwezvakaipa!
Shona 2009?
"Ane nhamo unozviwanira imba yake fuma yakaipa, kuti aise dendere rake kwakakwirira, kuti arwirwe paruoko rwezvakaipa!
Shona SUB 2002 Bible
“Ane nhamo unozviwanira imba yake pfuma yakaipa, kuti aise dendere rake kwakakwirira, kuti arwirwe paruoko rwezvakaipa!