Habakkuk 3:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatsika nyika makatsamŋa, Makapura ndudzi munehasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukutsamwa kwenyu makapfuura napanyika uye mukushatirwa kwenyu makarasa ndudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makatara nhanho pasi pano makatsamwa mukatsokodzera marudzi avanhu makashatirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatsika nyika makatsamwa, Makapura ndudzi mune hasha.
Shona 2009?
Makatsika nyika makatsamwa, Makapura ndudzi mune hasha.
Shona SUB 2002 Bible
Makatsika nyika makatsamwa, Makapura ndudzi mune hasha.