Habakkuk 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaɓuɗa kuzoponesa ʋanhu ʋenyu, Kuzoponesa muzodziwa wenyu; Makakuʋadza musoro weimba yowakaipa, Mucifukura nheyo kuȿikira kumutsipa wayo. Sera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makauya kuzonunura vanhu venyu, kuzoponesa muzodziwa wenyu. Makaparadza mutungamiri wenyika yavakaipa, mukamufukura kubva kumusoro kusvika kutsoka. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makabuda kundonunura vanhu venyu, kuponesa muzodzwa wenyu. Makapwanya musoro womuipi mukamupfekenura kusiya ava musvo kubvira kumakumbo kusvikira pamutsipa. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makabuda kuzoponesa vanhu venyu, Kuzoponesa muzodziwa wenyu; Makakuvadza musoro weimba yowakaipa, Muchifukura nheyo kusvikira kumutsipa wayo.
Shona 2009?
Makabuda kuzoponesa vanhu venyu, Kuzoponesa muzodziwa wenyu; Makakuvadza musoro weimba yowakaipa, Muchifukura nheyo kusvikira kumutsipa wayo.
Shona SUB 2002 Bible
Makabuda kuzoponesa vanhu venyu, Kuzoponesa muzodziwa wenyu; Makakuvadza musoro wemba yowakaipa, Muchifukura nheyo kusvikira kumutsipa wayo.