Habakkuk 3:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatsika guŋgwa namabiza enyu, Iwo murwi wemvura zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makatsika-tsika gungwa namabhiza enyu, mukabvongodza mvura zhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makabvongodza gungwa namabhiza enyu, mvura yamafashafasha ine simba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatsika gungwa namabhiza enyu, Iwo murwi wemvura zhinji.”
Shona 2009?
Makatsika gungwa namabhiza enyu, Iwo murwi wemvura zhinji."
Shona SUB 2002 Bible
Makatsika gungwa namabhiza enyu, Iwo murwi wemvura zhinji.”