Habakkuk 3:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndicafara kwaɀo munaJehova, Ndicaʋa nomufaro munaMŋari woruponeso rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange zvakadaro, ndichafara muna Jehovha, ndichava nomufaro muna Mwari Muponesi wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvakadaro zvazvo ndichafara muna TENZI. Ndichafara naMwari muponesi wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro ndichafara kwazvo muna Jehovha, Ndichava nomufaro muna Mwari woruponeso rwangu.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro ndichafara kwazvo muna Jehovha, Ndichava nomufaro muna Mwari woruponeso rwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro ndichafara kwazvo muna Jehovha, Ndichava nomufaro muna Mwari woruponeso rwangu.