Habakkuk 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Jehova, ndakanzwa mashoko enyu, ndikatya; Haiwa, Jehova, mutsai ɓasa renyu pakati pamakore; Riziʋisei pakati pamakore; Pakutsamŋa kwenyu raŋgarirai nyasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu; haiwa Jehovha, ndinomira ndichitya mabasa enyu. Avandudzei pamazuva edu, panguva yedu ngaaziviswe; pakutsamwa kwenyu rangarirai tsitsi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ndakanzwa nezvenyu uye basa renyu TENZI rinondityisa. Rivandudzei mukati memakore muite kuti rizivikanwe mukati memakore, kana mukushatirwa rangarirai tsiye nyoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Aiwa, Jehovha, ndakanzwa mashoko enyu, ndikatya; Aiwa, Jehovha, mutsai basa renyu pakati pamakore; Rizivisei pakati pamakore; Pakutsamwa kwenyu rangarirai nyasha.
Shona 2009?
"Aiwa, Jehovha, ndakanzwa mashoko enyu, ndikatya; Aiwa, Jehovha,mutsai basa renyu pakati pamakore; Rizivisei pakati pamakore; Pakutsamwa kwenyu rangarirai nyasha.
Shona SUB 2002 Bible
“Aiwa, Jehovha, ndakanzwa mashoko enyu, ndikatya; Aiwa, Jehovha, mutsai basa renyu pakati pamakore; Rizivisei pakati pamakore; Pakutsamwa kwenyu rangarirai nyasha.