Habakkuk 3:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kupenya kuri’po kwakafanana neciedza; Bgerazuʋa ʋunoɓuɗa paruʋoko rwake, Simba rake rinoʋanda’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubwinya kwake kwakaita sokubuda kwezuva; bwerazuva hwakapenya huchibva muruoko rwake, makanga makavigwa simba rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupenya kwake kwakanga kuchiita sechiedza, mirazvo ichipenya mumaoko make, akahwandisa simba rake imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kupenya kuripo kwakafanana nechiedza; kwezuva kunobuda paruoko rwake, Simba rake rinovandapo.
Shona 2009?
Kupenya kuripo kwakafanana nechiedza; kwezuva kunobuda paruoko rwake, Simba rake rinovandapo.
Shona SUB 2002 Bible
Kupenya kuripo kwakafanana nechiedza; kwezuva kunobuda paruoko rwake, Simba rake rinovandapo.