Habakkuk 3:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomira aciyera nyika; Unotarira, ndokuparadza marudzi aʋanhu; Makomo asiŋgaperi anopararira; Ɀikomo ɀisiŋgaperi ɀinokotama; Nzira dzake ndedzekare‐kare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamira, akazungunusa nyika; akatarisa, akabvundisa ndudzi dzavanhu. Makomo akare kare akakoromoka uye zvikomo zvakare zvakawira pasi. Nzira dzake dzinogara nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasimuka akapima nyika akatarisa akadederesa marudzi, makomo apakatikati ndokuati mwarara, makomo apasichigare akati ndondondo kunyura pasi. Maitiro ake aya akanga akaita saapasichigare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anomira achiyera nyika; Anotarira, ndokuparadza marudzi avanhu; Makomo asingaperi anopararira; Zvikomo zvisingaperi zvinokotama; Nzira dzake ndedzekare-kare.
Shona 2009?
Anomira achiyera nyika; Anotarira, ndokuparadza marudzi avanhu; Makomo asingaperi anopararira; Zvikomo zvisingaperi zvinokotama; Nzira dzake ndedzekare-kare.
Shona SUB 2002 Bible
Anomira achiyera nyika; Anotarira, ndokuparadza marudzi avanhu; Makomo asingaperi anopararira; Zvikomo zvisingaperi zvinokotama; Nzira dzake ndedzekare–kare.