Habakkuk 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoʋona matente eKushani ari panhamo; Miceka yamatente enyika yeMidiani anoɗeɗera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona matende eKushani ari panhamo, nzvimbo dzokugara dzeMidhiani dziri pakutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaona misasa yamatendhe yokuKushi yapinda nhamo, machira okudzikatirisa enyika yeMidhia odedera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoona matende eKushani ari panhamo; Micheka yamatende enyika yeMidhiani anodedera.
Shona 2009?
Ndinoona matende eKushani ari panhamo; Micheka yamatende enyika yeMidhiani anodedera.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoona matende eKushani ari panhamo; Micheka yamatende enyika yeMidhiani anodedera.