Habakkuk 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuta bgenyu bgakafukurwa kwaɀo; Shamhu dzakapikirwa neshoko renyu. Sera. Makaparura nyika nenzizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makabudisa pachena uta hwenyu, mukadaidzira miseve mizhinji. Sera Makatsemura nyika nenzizi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makasunungura hara pauta hwenyu mukaisa museve wenyu patambo yokukungisa mukatsemura nyika nenzizi. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uta hwenyu hwakafukurwa kwazvo; Shamhu dzakapikirwa neshoko renyu. Makaparura nyika nenzizi.
Shona 2009?
Uta bwenyu hwakafukurwa kwazvo; Shamhu dzakapikirwa neshoko renyu. Makaparura nyika nenzizi.
Shona SUB 2002 Bible
Uta hwenyu hwakafukurwa kwazvo; Shamhu dzakapikirwa neshoko renyu. Makaparura nyika nenzizi.