Haggai 1:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaɗana kuwoma kuʋuye panyika, napamakomo, napaɀiyo, napawaini itȿa, napamafuta, napaneɀinoɓerekwa nevu, napaʋanhu, napaɀipfuwo, napamaɓasa ose amaʋoko aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakadana kuoma kuti kuuye paminda napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napazvose zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, uye napamabasa amaoko enyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakarambidza mvura kunaya panyika napamakomo, napambesa, napamagirepisi matsva, napamiorivhi, uye nembeswa dzose dzinorimwa muvhu, napavanhu nepamombe, napazvinhu zvose zvavanorima.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakadana kuwoma kuuye panyika, napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napane zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, napamabasa ose amaoko avanhu.”
Shona 2009?
Ndakadana kuwoma kuuye panyika, napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napane zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, napamabasa ose amaoko avanhu."
Shona SUB 2002 Bible
Ndakadana kuwoma kuuye panyika, napamakomo, napazviyo, napawaini itsva, napamafuta, napane zvinoberekwa nevhu, napavanhu, napazvipfuwo, napamabasa ose amaoko avanhu.”