Haggai 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hagai, nhume yaJehova, wakataura naʋanhu seɀaakarairwa neshoko rakatumŋa naJehova, akati: Ndinemi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Hagai, nhume yaJehovha, akasvitsa shoko iri raJehovha kuvanhu achiti, “Ndinemi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Hagai nhumwa yaTenzi, akataura kuvanhu aine shoko raTenzi achiti Tenzi ari kuti, “Ndinemi.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hagai, nhume yaJehovha, wakataura navanhu sezvaakarairwa neshoko rakatumwa naJehovha, akati, “Ndinemi ndizvo zvinotaura Jehovha.”
Shona 2009?
Ipapo Hagai, nhume yaJehovha, wakataura navanhu sezvaakarairwa neshoko rakatumwa naJehovha, akati, "ndinemwi ndizvo zvinotaura Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hagai, nhume yaJehovha, wakataura navanhu sezvaakarairwa neshoko rakatumwa naJehovha, akati, “Ndinemi ndizvo zvinotaura Jehovha.”