Haggai 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ɀino iŋguʋa yamuŋgagara imi mudzimba dzenyu dzakashoŋgedzwa namatanda, imba ino riri ɗoŋgo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, inguva here yokuti imi pachenyu mugare mudzimba dzenyu dzakashongedzwa namapuranga, asi imba ino ichiramba iri dongo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiyo nguva here iyoyi yokuti imi munogara zvenyu mudzimba dzakashongedzwa namapango akavezwa, imba iyi riri dongo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko zvino inguva yamungagara imi mudzimba dzenyu dzakashongedzwa namatanda, imba ino riri dongo here?”
Shona 2009?
"Ko zvino inguva yamungagara imwi mudzimba dzenyu dzakashongedzwa namatanda, imba ino riri dongo here?"
Shona SUB 2002 Bible
“Ko zvino inguva yamungagara imi mudzimba dzenyu dzakashongedzwa namatanda, imba ino riri dongo here?”