Haggai 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀanzi naJehova wehondo: Cerekedzai ɀamakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Fungisisai pamusoro penzira dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvanzi naTenzi wehondo nehondo, chimbofungaiwo mumwoyo menyu kuti zviri kukufambirai sei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zvanzi naJehovha wehondo, “Cherekedzai zvamakaita.
Shona 2009?
Zvino zvanzi naJehovha wehondo, "Cherekedzai zvamakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zvanzi naJehovha wehondo, “Cherechedzai zvamakaita.