Haggai 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwirai mugomo, muʋuye namatanda, muʋake imba iyi; ini ndicaifarira, ʋuye ini ndicakudzwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwirai kumakomo, mundouya namatanda muvake imba, kuti ini ndiifarire ndigokudzwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Endai kumakomo mundotora mapango muvake imba iyoyi, ndichafadzwa nayo uye ndicharumbidzwa, ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwirai mugomo, muuye namatanda, muvake imba iyi; ini ndichaifarira, uye ini ndichakudzwa ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Kwirai mugomo, muuye namatanda, muvake imba iyi; ini ndichaifarira, uye ini ndichakudzwa ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Kwirai mugomo, muuye namatanda, muvake imba iyi; ini ndichaifarira, uye ini ndichakudzwa ndizvo zvinotaura Jehovha.